National FM ZBC - FM 102.8 - Harare

Save this radio to your Streema Favorites

Ads by Google AdSense

National FM ZBC Info

Oops… National FM ZBC is temporarily unavailable.

Click here to visit the Station's website:

Browse Radio Stations More info

Get the live Radio Widget

1/5 based on 2 reviews. Rate this station

National FM ZBC 102.8 is a Zimbabwean radio station broadcasting from Harare, Gweru, Station Airs Public Radio, Community programs.

Community Public FM 102.8 0Kbps Multilingual

Wall

Guest

Guest

nyaya nefodya nedoro pavamufundisi inofambirana nesungano dzatakaita naMwari patakatendeuka nokuti zvitendero zvinosiyana. Hana ndiyo inokuudza kuti izvi zvakanaka kana kwete. Ndimutsirei ndimutsirei mudzimai wangu Eliza chishaya nevana Anesu naShalom. Muridze Happybirth day yaAckim zarire kupembere see more... ra birthday yamai Shalo

April 21, 2014, 6:45 a.m. GMT

Guest

Guest

blafidza chingudzai madembare vasadzinga coach coz maplayers ndiwo awacha arohwa nedirect electric shock so sando kukepe kepe

April 13, 2014, 4:06 p.m. GMT

Guest

Guest

mamukasei k.b ndimhoresereiwo ennitah nyumbo

March 28, 2014, 5:43 a.m. GMT

Guest

Guest

Ndinongoti kwamuri Dmbare Bhora musatya nekurohwa inotambika

March 9, 2014, 7:15 p.m. GMT

Guest

Guest

Vamushamarari ndinoti kwamuri murisei ipai manafu ese kuna Nyasha Baiwayi Samuel Baiwayi Kulez og Sekuru naAmbuya Baiwayi ndini Trymore Baiwayi mukawerenga ndingafare ndiri paRUSAPE DIVONIA

March 9, 2014, 7:07 p.m. GMT

Guest

Guest

Tibatsireiwo kuti masaisai enyu aite mushe. T sanganza-hondevally

March 8, 2014, 6:10 a.m. GMT

Guest

Guest

Izvizvandishamisa ndisweresere mhuri yoseyekwa bvumburayi ndi EMMANUEL BVUMBURAYI

March 5, 2014, 2:57 p.m. GMT

Guest

Guest

ndakamboti tichifudza mombe taiva tisati takugona kushambira ndobva tatinhira mombe mumvura ndokujambira pamusana pemombe ndakazotadza kubatirira ndokuwira mumvura ndikanyura ndakazoburitswa nevamwe vangu asi kumba handina kuzvitaura

Feb. 28, 2014, 9:19 p.m. GMT

Guest

Guest

Bro Fidza zvazvinhu tiripo paNFM. Ndikwazisereiwo mhuri yekwaChinyama neyekwaChikanda muZimbabwe yose TRUST KANA KUTI BAKIMBERLEY NDIRI PACHIGOMO

Feb. 21, 2014, 9:14 p.m. GMT

Guest

Guest

Mamuka sei vamushamarari ndimutsirei sisi soneni ndomutsa mukadzi wangu mai talend zinhu nevana talent na tanyaradzwa ndini edmore zinhhu kuchiweshe kwamudzonga

Feb. 21, 2014, 4:50 a.m. GMT

Reviews - Rate this station:

Guest

hie guyes f national fm y ar thy best f thy best just pas my greting t my mummy at bomdoshava`my dady at mrwa maponongwe jokomo vlge

Guest

Review this radio station! mamukasei vamushamarari ndimutsireiwo mudzimaiwangu maitilda natrish nemhuri yose yekwamudzingwa wanondiziva ndini kudzanai mudzingwa pahatcleffe lla

Sign Up for Streema

If you want to save the National FM ZBC live stream, start sharing stations with friends, or engage in a deeper Streema experience, please sign up below.

By clicking Sign up, you are indicating that you have read and agree to the Terms of Service and Privacy Policy.

Streema Mobile

We've developed a mobile website for iOS (iPhone, iPad, iPod) and Android devices. Native apps coming soon!

You can check it out by visiting our mobile radio site from your phone or tablet's mobile browser - it's free, no download required.

For more information go to our Mobile Support .

Playlist, tracklist, top songs played coming soon...

PC requires Windows Media Player - Mac additionally requires Real Player - See FAQs for more info on how to listen to live streaming radio.