Radio Zimbabwe ZBC - FM 96 - Harare

Save this radio to your Streema Favorites

Ads by Google AdSense

Radio Zimbabwe ZBC Info

Oops… Radio Zimbabwe ZBC is temporarily unavailable.

Click here to visit the Station's website:

Visit Website More info

Get the live Radio Widget

3/5 based on 2 reviews. Rate this station

Radio Zimbabwe ZBC is a broadcasting radio station from Harare, Gweru, Zimbabwe providing News, Music and Rural programs.

Visit the Radio's website Wikipedia

News Rural FM 96 0Kbps Ndebele

Wall

Guest

Guest

Given chatira ndinotsvakawo sisi nometter murove 4n nmbre 27742157014 kana pafacebook given zephania chatira .ndatenda

April 15, 2014, 5:48 a.m. GMT

Guest

Guest

Makadini vamushamarari zita ndinonzi Maxmillion Mkusa, ndiri kutsvakawo munin'ina wangu anonzi Moses Mkusa uyo wandakapedzesera kuona muna 2002 achigara KuBindura. Kana paine anoziva kwaari ngaandifonerewo panhamba dzinoti 0776365532. Ndatenda.

April 10, 2014, 2:11 p.m. GMT

Guest

Guest

makadini wamushamarari ini ndino tinashe binha.ndinosvagawo musikana wangu anonzi Giresi Phiri aiga kumaronde kwamicho kupurazi ndakadanana naye 2011.Ndichigara paPlot 7 pamanhanhanha.kana andinzawo ngaaFone panumber idzi 0776258387

April 10, 2014, 10:01 a.m. GMT

Guest

Guest

Makadini vamushamarari ini ndinonzi Nomsa musoni ndinotsvakawo baba vangu vanonzi charles musoni vakaparadzana naamai vangu mugore ra1994 kuchimanimani asi ndangandisati ndaberekwa ndambonzwa kuti vano gara kumasvingo kana vakateere ngava fone pa0776244068 kana 0714492969 kana hama dzavo ndatambur see more... a nekuvatsvaka hama dzangu ndibatsireiwo

April 9, 2014, 6:31 p.m. GMT

Guest

Guest

Makadini vamushamarari zita rangu ndinonzi james muyambo ndinogara kuchipinge ndinotsvagawo sisi vangu vanonzi tariro muyambo takapesana mugore ra2003 kusvikira 2014 izvozvi handimboziva kuti varipi kana pane angaziva ngandizivisewo pa0778825942 kana pafcbk pa website inoti jamemuyambo.tina@facebo see more... ok.com hama ndibatsireiwo ndakafara zvikuru ndatenda.

March 4, 2014, 2:22 a.m. GMT

Guest

Guest

Makadíi zvenyu vamushamarari zita ndi Benson khamu ndotsvakawo baba wangu vanonzi Gideon khamu vaibva kwaRUSAPE AMAI vangu vainzi Ettina Chimwayi.mungandibatawo apa 00263773113549 or bensonkhamu82@gmail.com

Feb. 3, 2014, 12:52 p.m. GMT

Guest

Guest

Makadini vamushamarari.ini ndinonzi Moreblessing vengesai.ndotsvagawo munin'ina wangu anonzi Marvellousy Vengesai pamwe aka chinja surname.aigara kumberengwa nambuya nasekuru.amai vake vainzi Prisca Hlaka,baba vainzi Makiwa.takaparadzana tichiri vadiki amai vachangoshaya.agondifonera panumber idzi 0 see more... 774665319 ndatenda.

Feb. 3, 2014, 7:34 a.m. GMT

cathy.matizamakwanya

Cathy Matiza Makwanya

Makadii vamushamari ,ndinotsvakawo munin'ina wangu anonzi Grace Matiza Ndavani anonzi akanyorera kuchirongwa usandikanganwe kana achikwanisa ngaane pa0774 749 255 kana 0733 403 625 atare nasisi vake Cathrine Ndabane Matiza

Feb. 1, 2014, 3:44 p.m. GMT

Guest

Guest

ko makadidi vamushamarari nevateereri ini zita rangu ndinonzi Darlington zavai dziva siziba ndino kuMberengwa Machingwe paMhokonye ndinoti kufara kune vese vandiziva ndanyora ndiri kuSouth Jorbarg ndatenda

Jan. 21, 2014, 11:38 a.m. GMT

Guest

Guest

zita ndinonzi conias makanga ndakara shawo licence chitupa ne pasport ndichibva masvingo ndichienda south africa kana paine akazviona kana kuzvi nhonga ngaaridze nhare panhamba dzinoti 0782869128 anondibatanekuku midza mubairo wakendinawo zita zvakare ndi conias makanga

Jan. 20, 2014, 7:55 p.m. GMT

Reviews - Rate this station:

Guest

I realy like African Gospel music, and as a Christian I want to hear God's message in all the music on the radio world wide. May God bless all the African & International Gospel artists.

Guest

Review this radio station!makadii zvenyu vashamarari,happy 2013,Ini ndinonzi Pastor Obert Dete,ndinodawo kukwazisa mai vangu,nanasekuru vekwaShumba uye nanaTezvara vangu vekwaMurehwa kwaChipupurira kwaNhakiwa,ndoenda pa83mutsonzowa mufakose pane hanzvadzi dzangu mukoma namaiguru nemuzukuru ,pa81ndokwazisa maiguru maiGody,paruzevha Adzimai nevana,Yollanda,Amanda,Faith,Tafadzwd Takudzwa naEmmanuel vekwaDete

Sign Up for Streema

If you want to save the Radio Zimbabwe ZBC live stream, start sharing stations with friends, or engage in a deeper Streema experience, please sign up below.

By clicking Sign up, you are indicating that you have read and agree to the Terms of Service and Privacy Policy.

Streema Mobile

We've developed a mobile website for iOS (iPhone, iPad, iPod) and Android devices. Native apps coming soon!

You can check it out by visiting our mobile radio site from your phone or tablet's mobile browser - it's free, no download required.

For more information go to our Mobile Support .

Playlist, tracklist, top songs played coming soon...

PC requires Windows Media Player - Mac additionally requires Real Player - See FAQs for more info on how to listen to live streaming radio.